Online Bible

- Reklamy -




ƲaEfeso 1:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 uri ruɓatso rwenhaka yeɗu, kuratidza kudzikinurwa kwaʋanhu ʋaMŋari caiʋo, kuti kubginya kwake kurumbidzwe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 uri rubato rwenhaka yedu, kuratidza kudzikinurwa kwavanhu vaMwari chaivo, kuti kubwinya kwake kurumbidzwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Mweya Mutsvene ndiye rubatso rwenhaka yedu kusvikira taiwana, mbiri yaMwari ichibva yarumbidzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Mweya Mutsvene ndiye rubatso rwenhaka yedu kusvikira taiwana, mbiri yaMwari ichibva yarumbidzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 anova ndiye rubatso runotitsidzira nhaka yedu kusvikira rudzikinuro rwaavo vari vaMwari chaivo rwaratidzwa, kuti kubwinya kwake kurumbidzwe.

Viz kapitola kopírovat




ƲaEfeso 1:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy