Rute 4:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀino Naome akatora mŋana, akamufuŋgatira pacifuʋa cake, akaʋa mureri wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Zvino Naomi akatora mwana, akamufungatira pachipfuva chake, akava mureri wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Naomi akagumbatira mwana uyu pachipfuva chake ndokubva ava mureri wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Naomi akagumbatira mwana uyu pachipfuva chake ndokubva ava mureri wake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ipapo Naomi akatora mwana, akamuisa pamakumbo ake akamurera. Viz kapitola |