Online Bible

- Reklamy -

Rute 4:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino Boazi wakakwira kusuʋo, akagara pasi’po; hama yomumba yakaŋga yarebga naBoazi, ndokupfuʋura napo; akati kwaari: Nhai’we, tsaukira ʋuno, ugare pasi. Iye akatsauka, akagara pasi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino Bhoazi wakakwira kusuo, akagara pasi; hama yomumba yakanga yarehwa naBhoazi, ndokupfuura napo; akati kwaari, “Nhaiwe, tsaukira kuno, ugare pasi.” Iye akatsauka, akagara pasi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Bhoazi akaenda kusuo guru reguta akasvikogara zvake pasi. Sezvineiwo hama yepedyo muridzi wenhaka uya akambotaurwa naBhoazi ndiye vhu achipfuura zvake nepo. Bhoazi akamuti, “Chimbotsaukira nepano apa, umbogara apa.” Murume uyu akatsaukirapo ndokugara pasi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Zvichakadaro, Bhoazi akakwira akaenda pasuo reguta akandogarapo. Hama yapedyo mudzikinuri uya waaireva akati asvika, Bhoazi akati kwaari, “Douya napano, shamwari yangu, ugogara pasi.” Naizvozvo akaenda akandogara pasi.

Viz kapitola kopírovat

Rute 4:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy