Online Bible

- Reklamy -




Rute 3:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ɀino Boazi wakati apedza kudya nokunwa, mŋoyo wake ukafara, akandoʋata pamuceto womurwi weɀiyo; ipapo iye akanatso‐ȿika, akafukura tsoka dzake, ndokuʋata pasi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Zvino Bhoazi wakati apedza kudya nokunwa, mwoyo wake ukafara, akandovata pamucheto womurwi wezviyo; ipapo iye akanyatsosvika, akafukura tsoka dzake, ndokuvata pasi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Kuzoti Bhoazi apedza kudya nokunwa akati zvino ofara, akaenda zvake kundorara munyasi memurwi wembesanwa. Rute akauyapo chinyararire, akamufukura kumakumbo ake akavatapo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Kuzoti Bhoazi apedza kudya nokunwa akati zvino ofara, akaenda zvake kundorara munyasi memurwi wembesanwa. Rute akauyapo chinyararire, akamufukura kumakumbo ake akavatapo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Bhoazi akati apedza kudya nokunwa uye mwoyo wake wafara, akaenda akandorara kumuchetocheto kwomurwi wezviyo. Rute akaswedera kwaari chinyararire, akafukura tsoka dzake akarara pasi.

Viz kapitola kopírovat




Rute 3:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy