Rute 2:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Muranda, wakaŋga ari mutariri waʋaceki, akapindura, akati: Ndiye musikana muMoabi, wakadzoka naNaome ʋacibva kunyika yaMoabi; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Muranda, wakanga ari mutariri wavacheki, akapindura akati, “Ndiye musikana muMoabhu, wakadzoka naNaomi vachibva kunyika yaMoabhu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Mushandi wake wokutungamirira vakohwi ndokuti, “Mukadzi wechiMoabhu akauya naNaomi paakadzoka achibva kuMoabhu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Mushandi wake wokutungamirira vakohwi ndokuti, “Mukadzi wechiMoabhu akauya naNaomi paakadzoka achibva kuMoabhu, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Mutariri akapindura akati, “Mukadzi wechiMoabhu akadzoka pamwe chete naNaomi vachibva kuMoabhu. Viz kapitola |