Online Bible

- Reklamy -




Rute 2:21 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Rute muMoabi akati: Hoŋo, wakati kwandiri: Unofanira kurambira kumajaya aŋgu, kuȿikira ʋapedza kuceka ɀose ɀaŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Rute muMoabhu akati, “Hongu, wakati kwandiri, ‘Unofanira kurambira kumajaya angu, kusvikira vapedza kucheka zvose zvangu.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Rute muMoabhu uyu akati, “Murume iyeyo anditiwo, ‘Ramba wakati kwati navashandi vangu kusvikira vapedza kukohwa mbesanwa dzangu dzose.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Rute muMoabhu uyu akati, “Murume iyeyo anditiwo, ‘Ramba wakati kwati navashandi vangu kusvikira vapedza kukohwa mbesanwa dzangu dzose.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Ipapo Rute muMoabhu akati, “Abva ati kwandiri, ‘Gara navashandi vangu kusvikira vapedza kucheka zviyo zvangu zvose.’ ”

Viz kapitola kopírovat




Rute 2:21

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy