Online Bible

- Reklamy -




Rute 2:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Iye akati: Ndinzwirwe haŋgu nyasha nemi, ishe waŋgu; nokuti makandinyaradza, mukataura ɀakanaka nomurandakadzi wenyu, kunyaŋge ndisina‐kufanana nomumŋe waʋarandakadzi ʋenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Iye akati, “Ndinzwirwe hangu nyasha nemi, ishe wangu, nokuti makandinyaradza, mukataura zvakanaka nomurandakadzi wenyu, kunyange ndisina kufanana nomumwe wavarandakadzi venyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Iye ndokuti, “Maita mwoyo wakanaka chaizvo kwandiri changamire nokuti mandigadzanisa mwoyo, uye mataura neni zvakanaka kwazvo kunyange zvazvo ndisiri mumwe wavasikana ava, vanokushandirai.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Iye ndokuti, “Maita mwoyo wakanaka chaizvo kwandiri changamire nokuti mandigadzanisa mwoyo, uye mataura neni zvakanaka kwazvo kunyange zvazvo ndisiri mumwe wavasikana ava, vanokushandirai.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Rute akati, “Regai ndirambe ndichiwana nyasha pamberi penyu, ishe wangu. Mandinyaradza uye mataura netsitsi kumurandakadzi wenyu kunyange ndisina kufanana navamwe varandakadzi venyu.”

Viz kapitola kopírovat




Rute 2:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy