Online Bible

- Reklamy -




Rute 1:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Akati kwaʋari: Regai kundiidza Naome, asi mundiidze Mara, nokuti Wamasimba‐ose wakandiitira ɀinoʋaʋa kwaɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Akati kwavari, “Regai kundiidza Naomi, asi mundiidze Mara, nokuti waMasimbaose wakandiitira zvinovava kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Ivo vakati kwavari, “Regai zvenyu kunditi Naomi, isvai zvenyu manditi Mara nokuti Samasimbaose akaita kuti upenyu hundiipire.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Ivo vakati kwavari, “Regai zvenyu kunditi Naomi, isvai zvenyu manditi Mara nokuti Samasimbaose akaita kuti upenyu hundiipire.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Iye akati kwavari, “Musandidaidza kuti Naomi. Ndidaidzei kuti Mara, nokuti Wamasimba Ose akashungurudza upenyu hwangu kwazvo.

Viz kapitola kopírovat




Rute 1:20

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy