Rute 1:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Akati: Tarira, ʋakoma ʋako ʋadzokera kuʋanhu ʋako, nokumŋari wake; dzoka newe ʋo, uteʋere ʋakoma ʋako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Akati, “Tarira, vakoma vako vadzokera kuvanhu vako, nokumwari wake; dzoka newewo, utevere vakoma vako.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Naomi akati, “Tarira uone mukadzin'ina wako adzokera kune vokwake nokune vamwari vake. Iwe dzokerawo sezvaita mukadzin'ina wako.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Naomi akati, “Tarira uone mukadzin'ina wako adzokera kune vokwake nokune vamwari vake. Iwe dzokerawo sezvaita mukadzin'ina wako.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Naomi akati kwaari, “Tarira, mukadzinyina wako adzokera kuvanhu vokwake nokuvamwari vake. Chidzokera naye.” Viz kapitola |