Ruka 9:61 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)61 Mumŋe ɀe akati: Ndicakuteʋerai Ishe, asi munditenderei henyu ndimbondowonekana naʋari mumba maŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200261 Mumwezve akati, “Ndichakuteverai Ishe, asi munditendere henyu ndimbondoonekana navari mumba mangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika61 Mumwewo akati, “Ndichakuteverai, Tenzi, asi regai nditange ndambondoonekana nevari kumusha kwangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona61 Mumwewo akati, “Ndichakuteverai, Tenzi, asi regai nditange ndambondoonekana nevari kumusha kwangu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi61 Mumwezve akati, “Ndichakuteverai, Ishe; asi kutanga regai ndimbondoonekana nemhuri yangu.” Viz kapitola |