Ruka 9:54 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)54 Ʋadzidzi ʋake, Jakobo naJohane, ʋakati ʋaciɀiʋona, ʋakati: Ishe, munoɗa kuti titi mŋoto uɓuruke kuɗeŋga, uʋaparadze here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200254 Vadzidzi vake, Jakobho naJohani, vakati vachizviona, vakati, “Ishe, munoda kuti titi moto uburuke kudenga, uvaparadze here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika54 Vadzidzi vake, vana Jemusi naJohani pavakazviona vakati, “Tenzi munoda here kuti titi moto utozomoke kudenga uvaroromese?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona54 Vadzidzi vake, vana Jemusi naJohani pavakazviona vakati, “Tenzi munoda here kuti titi moto utozomoke kudenga uvaroromese?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi54 Vadzidzi Jakobho naJohani vakati vaona izvi, vakabvunza vakati, “Ishe, munoda here kuti tidane moto uburuke kubva kudenga kuti uvaparadze?” Viz kapitola |