Ruka 9:52 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)52 akatuma nhume pamberi pake. Idzo dzikaenda, dzikapinda mumusha waʋaSamaria kundomugadzirira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200252 akatuma nhume pamberi pake. Idzo dzikaenda, dzikapinda mumusha wavaSamaria kundomugadzirira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 Akatuma nhume pamberi pake dzakaenda dzikapinda munomumwe musha wavaSamaria kuti vamugadzirire. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona52 Akatuma nhume pamberi pake dzakaenda dzikapinda munomumwe musha wavaSamaria kuti vamugadzirire. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi52 Uye akatuma nhume pamberi pake, dzikapinda mumusha weSamaria kundofanomugadzirira zvinhu; Viz kapitola |