Ruka 9:51 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)51 Mazuʋa okukwidzwa kwake akati osweɗera, wakaramba akarinzira ciso cake kuenda Jerusarema, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200251 Mazuva okukwidzwa kwake akati oswedera, akaramba akarinzira chiso chake kuenda Jerusaremu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Mazuva paakanga osvika okuti Jesu achikwidzwa kudenga, akananga kuJerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona51 Mazuva paakanga osvika okuti Jesu achikwidzwa kudenga, akananga kuJerusaremu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi51 Nguva yakati yasvika yokuti akwidzwe kudenga, Jesu akafunga zvokuenda kuJerusarema. Viz kapitola |