Ruka 9:34 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Wakati acataura iɀoɀo, gore rikaʋuya, rikaʋafukidza; ʋakatya ʋacipinda mugore. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Akati achataura izvozvo, gore rikauya, rikavafukidza; vakatya vachipinda mugore. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Paaitaura izvi, gore rakauya rikavafukidza vakabatwa nokutya pavaipinda mugore iroro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Paaitaura izvi, gore rakauya rikavafukidza vakabatwa nokutya pavaipinda mugore iroro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Akati achiri kutaura izvi, gore rakasvika rikavafukidza, uye vakatya pavakapinda mugore. Viz kapitola |