Online Bible

- Reklamy -




Ruka 9:31 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Ʋakaʋonekwa ʋacibginya, ʋakataura ɀokuenda kwake, kwaakaŋga ondopedzisa paJerusarema.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Vakaonekwa vachibwinya, vakataura zvokuenda kwake, kwaakanga ondopedzisa muJerusaremu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 kutarisika kwavo kwaipenya. Vaitaura nezvokutisiya kwake kwaaizozadzisa kuJerusaremu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 kutarisika kwavo kwaipenya. Vaitaura nezvokutisiya kwake kwaaizozadzisa kuJerusaremu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 vakaonekwa vari mukubwinya, vachitaura naJesu. Vakataura pamusoro pokuzoenda kwake, kwaakanga ondozadzisa paJerusarema.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 9:31

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy