Ruka 9:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ʋakaita kuɗaro, ʋakaʋagarisa ʋose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Vakaita kudaro, vakavagarisa vose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vakaita saizvozvo. Vakagarisa vanhu vose pasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Vakaita saizvozvo. Vakagarisa vanhu vose pasi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Vadzidzi vakaita saizvozvo, uye munhu wose akagara pasi. Viz kapitola |