Ruka 9:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Zuʋa rakatiroʋira, ʋanegumi naʋaʋiri ʋakaʋuya, ʋakati kwaari: Endisai ʋanhu ʋazhinji, ʋaende kumisha nokuruwa rwakapoteredza, ʋagare’ko, ʋawane ɀokudya; nokuti pano tiri murenje. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Zuva rakati rovira, vane gumi navaviri vakauya, vakati kwaari, “Endesai vanhu vazhinji, vaende kumisha nokuruwa rwakapoteredza, vagareko, vawane zvokudya; nokuti pano tiri murenje.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Zuva parakanga rodeuka vane gumi navaviri vakauya vakati kwaari, “Dai machiendesa vanhu mumamisha nomuruwa ruri munharaunda ino kuti vandorara nokuwana zvokudya nokuti matiri muno murenje.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Zuva parakanga rodeuka vane gumi navaviri vakauya vakati kwaari, “Dai machiendesa vanhu mumamisha nomuruwa ruri munharaunda ino kuti vandorara nokuwana zvokudya nokuti matiri muno murenje.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Zuva rovira, vane Gumi Navaviri vakauya kwaari vakati, “Endesai vanhu vazhinji ava kuitira kuti vaende kumisha nokumaruwa akapoteredza kuti vandozvitsvakira zvokudya nepokurara, nokuti tiri musango muno.” Viz kapitola |