Online Bible

- Reklamy -




Ruka 9:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino wakaʋuŋganidza ʋanegumi naʋaʋiri, akaʋapa simba necikuriri pamsoro pemŋeya yakaipa yose, nokuporesa kurwara.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino akaunganidza vane gumi navaviri, akavapa simba nechiremera pamusoro pemweya yakaipa yose, nokuporesa kurwara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Jesu akadaidza vane gumi navaviri akavapa simba noukuru pamusoro pemweya yose yakaipa nesimba rokurapa zvirwere.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Jesu akadaidza vane gumi navaviri akavapa simba noukuru pamusoro pemweya yose yakaipa nesimba rokurapa zvirwere.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Jesu akati aunganidza vane Gumi naVaviri vake pamwe chete, akavapa simba nechikuriri kuti vadzinge madhimoni uye vaporese vakanga vane zvirwere,

Viz kapitola kopírovat




Ruka 9:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy