Online Bible

- Reklamy -




Ruka 8:51 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

51 Ɀino wakati aȿika kumba, akasatendera munhu kupinda naye, asi Petro, naJohane, naJakobo, naɓaɓa ʋomusikana, namai.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

51 Zvino akati asvika kumba, akasatendera munhu kupinda naye, asi Petirosi, naJohani, naJakobho, nababa vomusikana, namai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

51 Pavakasvika pamba hapana waakabvumira kupinda naye kusiya Pita naJemusi naJohani naBaba naamai vomwana iyeyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

51 Pavakasvika pamba hapana waakabvumira kupinda naye kusiya Pita naJemusi naJohani naBaba naamai vomwana iyeyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

51 Akati asvika kumba kwaJairosi, haana kutendera ani zvake kuti apinde naye kunze kwaPetro, Johani naJakobho, uye nababa namai vomwana.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 8:51

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy