Ruka 8:46 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Asi Jesu wakati: Mumŋe wandiɓata, nokuti ndanzwa kuti simba raɓuɗa kwandiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200246 Asi Jesu akati, “Mumwe andibata, nokuti ndanzwa kuti simba rabuda kwandiri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Asi Jesu akati, “Pane mumwe andibata nokuti ndanzwa kuti simba rabuda mandiri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona46 Asi Jesu akati, “Pane mumwe andibata nokuti ndanzwa kuti simba rabuda mandiri.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Asi Jesu akati, “Pane mumwe andibata; ndinoziva nokuti simba rabuda mandiri.” Viz kapitola |