Ruka 8:44 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 akaʋuya mashure make, akaɓata mupendero weŋguʋo yake, pakarepo kuɓuɗa kwake kweropa kukaguma. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200244 akauya mumashure make, akabata mupendero wenguo yake, pakarepo kubuda kwake kweropa kukaguma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Akauya neshure kwake akabata mupendero wehanzu yake. Pakarepo ropa rakabva raganhuka kubuda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona44 Akauya neshure kwake akabata mupendero wehanzu yake. Pakarepo ropa rakabva raganhuka kubuda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 Akauya neshure kwaJesu akabata mupendero wenguo yake, pakarepo kubuda kweropa kukabva kwaguma. Viz kapitola |