Online Bible

- Reklamy -




Ruka 8:39 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

39 Dzokera kumba kwako, undotaura ɀinhu ɀikuru ɀawaitirwa naMŋari. Akaenda, akandoparidza muguta rose ɀinhu ɀikuru ɀaakaitirwa naJesu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

39 “Dzokera kumba kwako, undotaura zvinhu zvikuru zvawaitirwa naMwari.” Akaenda, akandoparidza muguta rose zvinhu zvikuru zvaakaitirwa naJesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 “Dzokera kumusha kwako undorondedzera kuti Mwari akakuitira zvakadii.” Nokudaro akaenda achiparidza nomuguta rose kuti Jesu akanga amuitira zvakadii.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

39 “Dzokera kumusha kwako undorondedzera kuti Mwari akakuitira zvakadii.” Nokudaro akaenda achiparidza nomuguta rose kuti Jesu akanga amuitira zvakadii.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

39 “Dzokera kumba kwako undotaura kuti Mwari akuitira zvinhu zvakaita sei.” Saka murume uyu akaenda akandotaura muguta rose zvinhu zvikuru zvaakanga aitirwa naJesu.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 8:39

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy