Ruka 8:34 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ʋaidzifudza ʋakati ʋaʋona ɀaitwa, ʋakatiza, ʋakandoʋudza iɀoɀo muguta naparuwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Vaidzifudza vakati vaona zvaitwa, vakatiza, vakandoudza izvozvo muguta naparuwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Vafudzi pavakaona zvakanga zvaitika, ndokuti warewo kutiza; vakandotaura muguta nomumaruwa zvakanga zvaitika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Vafudzi pavakaona zvakanga zvaitika, ndokuti warewo kutiza; vakandotaura muguta nomumaruwa zvakanga zvaitika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Vaifudza nguruve vakati vaona zvakanga zvaitika, vakatiza vakandozivisa izvi muguta nomuruwa, Viz kapitola |