Ruka 8:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 naJohana, mukadzi waKuza, mutariri waHerode, naSusana, naʋamŋe ʋazhinji, ʋaimushumira neɀaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 naJohana, mukadzi waKuza, mutariri waHerodhi, naSusana, navamwe vazhinji, vaimushumira nezvavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 naJoana mudzimai waKusa, mushandi waHerodhi naSuzana navamwe vazhinji vaivariritira nezvinhu zvavo pachavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 naJoana mudzimai waKusa, mushandi waHerodhi naSuzana navamwe vazhinji vaivariritira nezvinhu zvavo pachavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Joana mukadzi waKuza, mutariri weimba yaHerodhi, Suzana, navamwe vazhinji. Vakadzi ava vaivabatsira nokuvatsigira nezvavaiva nazvo. Viz kapitola |