Online Bible

- Reklamy -




Ruka 8:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ɀino akati kwaʋari: Kutenda kwenyu kuripiko? Ʋakatya nokushamiswa, ʋakataurirana, ʋaciti: Ndianiko uyu, ɀaanoraira kunyaŋge nemhepo nemvura, ɀicimuterera?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Zvino akati kwavari, “Kutenda kwenyu kuripiko?” Vakatya nokushamiswa, vakataurirana, vachiti, “Ndianiko uyu, zvaanoraira kunyange nemhepo nemvura, zvichimuteerera?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Akavati, “Chitendero chenyu chiripi?” Vakabva vava kutya uye vakakatyamadzwa. Vakataurirana vachiti, “Ko uyu ndiani uyu anotoudza kunyange mhepo nemvura zvichimuteerera.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Akavati, “Chitendero chenyu chiripi?” Vakabva vava kutya uye vakakatyamadzwa. Vakataurirana vachiti, “Ko uyu ndiani uyu anotoudza kunyange mhepo nemvura zvichimuteerera.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Akabvunza vadzidzi vake akati, “Kutenda kwenyu kuripiko?” Mukutya kwavo nokushamiswa kwavo, vakabvunzana pakati pavo vachiti, “Ndianiko uyu? Anorayira kunyange mhepo nemvura zvichimuteerera.”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 8:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy