Ruka 8:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino ʋakati ʋacienda, iye akaʋata; ɗutu guru remhepo rikaʋuya paguŋgwa; ʋakataŋga kuzarirwa nemʋura, ʋakaʋa munjodzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Zvino vakati vachienda, iye akavata; dutu guru remhepo rikauya pagungwa; vakatanga kuzarirwa nemvura, vakava munjodzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Pavakanga vachienda kudaro Jesu akakotsira. Kwakauya dutu richivhuvhuta mugungwa. Igwa rakanga ravakuzara nemvura. Vakanga vava munjodzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Pavakanga vachienda kudaro Jesu akakotsira. Kwakauya dutu richivhuvhuta mugungwa. Igwa rakanga ravakuzara nemvura. Vakanga vava munjodzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Pavakanga vachifamba, akavata. Dutu guru rakauya mugungwa, zvokuti igwa rakanga rava kunyura, uye vakanga vava munjodzi huru. Viz kapitola |