Ruka 8:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Naʋamŋe ʋakadzi ʋakaŋga ʋaporeswa pamŋeya yakaipa napamarwere, ʋaiti, Maria unonzi Magdarene, iye wakaŋga aɓuɗa mŋeya yakaipa minomŋe kwaari, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Navamwe vakadzi vakanga vaporeswa pamweya yakaipa napazvirwere, vaiti, Maria anonzi Magadharina, iye akanga abuda mweya yakaipa minomwe kwaari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 pamwechete namamwe madzimai akanga aponeswa kumweya yakaipa nokuzvirwere. Paiti Maria ainzi Magadharena akabviswa mweya yakaipa minomwe Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 pamwechete namamwe madzimai akanga aponeswa kumweya yakaipa nokuzvirwere. Paiti Maria ainzi Magadharena akabviswa mweya yakaipa minomwe Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 uye vamwewo vakadzi vakanga vaporeswa pazvirwere nemweya yakaipa vaiti: Maria (ainzi Magadharena) uya akanga abudiswa mweya yakaipa minomwe maari, Viz kapitola |