Ruka 8:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Hakunomunhu, unoti kana atuŋgidza mŋenje, unozoufukidzira nomudziyo, kana kuuisa pasi pomubeda; asi unouisa pacigadziko, kuti ʋanopinda ʋaʋone ciedza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 “Hakuna munhu, anoti kana atungidza mwenje, anozoufukidzira nomudziyo, kana kuuisa pasi pomubhedha; asi anouisa pachigadziko, kuti vanopinda vaone chiedza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Hakuna munhu anoti kana atungidza mwenje anoukwidibira nomudziyo kana kuisa pasi pomubhedha asi anotouisa pachidzimikiro chomwenje kuti vanopinda vaone chiedza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Hakuna munhu anoti kana atungidza mwenje anoukwidibira nomudziyo kana kuisa pasi pomubhedha asi anotouisa pachidzimikiro chomwenje kuti vanopinda vaone chiedza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 “Hakuna munhu anotungidza mwenje obva auvanza pasi pedengu kana kuuisa pasi pomubhedha. Asi, anouisa pamusoro pechigadziko, kuitira kuti vose vanopinda vavhenekerwe. Viz kapitola |