Online Bible

- Reklamy -




Ruka 7:47 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

47 Naiɀoɀo ndinoti kwauri: Ɀiʋi ɀake, ɀiya ɀizhinji, waɀikaŋganwirwa, nokuti wakaɗa ɀikuru; asi unokaŋganwirwa ɀishoma, unoɗa ɀishoma.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

47 Naizvozvo ndinoti kwauri, ‘Zvivi zvake, zviya zvizhinji, wazvikanganwirwa, nokuti akada zvikuru; asi anokanganwirwa zvishoma, anoda zvishoma.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

47 Ndinoti kwauri, zvitadzo zvake zvizhinji zvaregererwa nokuti aratidza rudo rukuru; asi uyo anoregererwa zvishoma anoratidza rudo rushoma.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

47 Ndinoti kwauri, zvitadzo zvake zvizhinji zvaregererwa nokuti aratidza rudo rukuru; asi uyo anoregererwa zvishoma anoratidza rudo rushoma.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

47 Naizvozvo, ndinokuudza kuti zvivi zvake zvizhinji zvaregererwa nokuti iye ada zvikuru. Asi uya akaregererwa zvishoma, anodawo zvishoma.”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 7:47

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy