Ruka 7:35 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Asi ʋucenjeri bgunoruramiswa naʋana ʋabgo ʋose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Asi uchenjeri hunoruramiswa navana vahwo vose.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Kudaro ungwaru hunoratidzwa kuti ndohwechokwadi navose vanohugamuchira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Kudaro ungwaru hunoratidzwa kuti ndohwechokwadi navose vanohugamuchira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Asi uchenjeri hunoratidzwa navana vahwo vose.” Viz kapitola |