Ruka 7:34 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Mŋanakomana womunhu wakaʋuya acidya, acinwa, ɀino moti: Tarirai, munhu unokara, nomunwi, neshamŋari yaʋateresi naʋatadzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Mwanakomana womunhu akauya achidya, achinwa, zvino moti, ‘Tarirai, munhu anokara, nomunwi, neshamwari yavateresi navatadzi.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Mwanakomana womunhu akauya achidya uye achinwa, moti munhu uyu ane nhafu uye chidhakwa neshamwari yavateresi navatadzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Mwanakomana womunhu akauya achidya uye achinwa, moti munhu uyu ane nhafu uye chidhakwa neshamwari yavateresi navatadzi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Mwanakomana woMunhu akauya achidya uye achinwa, imi mukati, ‘Houno munhu wamadyo uye chidhakwa, shamwari yavateresi na“vatadzi”.’ Viz kapitola |