Ruka 7:30 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Asi ʋaFarise naʋaɗudziri ʋomurairo ʋakaramba kufuŋga kwaMŋari pamsoro paʋo, ʋakasabapatidzwa naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Asi vaFarisi navadudziri vomurayiro vakaramba kufunga kwaMwari pamusoro pavo, vakasabhabhatidzwa naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Asi vaFarisei nenyanzvi dzoMutemo nokusaombekwa kwavo naJohani, vakaramba zvakarongwa naMwari pamusoro pavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Asi vaFarisei nenyanzvi dzoMutemo nokusaombekwa kwavo naJohani, vakaramba zvakarongwa naMwari pamusoro pavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Asi vaFarisi nenyanzvi dzomurayiro vakaramba kuda kwaMwari pamusoro pavo, nokuti vakanga vasina kubhabhatidzwa naJohani. Viz kapitola |