Online Bible

- Reklamy -




Ruka 7:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Ɀino ʋanhu ʋose naʋateresi ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakati Mŋari wakarurama, ɀaʋakaŋga ʋabapatidzwa norubapatidzo rwaJohane.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Zvino vanhu vose navateresi vakati vachizvinzwa vakati Mwari akarurama, zvavakanga vabhabhatidzwa norubhabhatidzo rwaJohani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Pakunzwa izvi, vanhu vose navateresiwo vakapembedza ururami hwaMwari nokuombekwa kwavakanga vaitwa noruombeko rwaJohani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Pakunzwa izvi, vanhu vose navateresiwo vakapembedza ururami hwaMwari nokuombekwa kwavakanga vaitwa noruombeko rwaJohani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Vanhu vose, kunyange navateresi, vakati vanzwa mashoko aJesu, vakabvuma kuti nzira yaMwari yakarurama, nokuti vakanga vabhabhatidzwa naJohani.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 7:29

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy