Ruka 7:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino ʋarume ʋaciȿika kwaari, ʋakati: Johane Mubapatidzi wakatitumira kwamuri neshoko rokuti: Ko ndimi iye wakaŋga acinzi unoʋuya here, kana ticakatarira mumŋe? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Zvino varume vachisvika kwaari, vakati, “Johani Mubhabhatidzi akatitumira kwamuri neshoko rokuti, ko ndimi iye akanga achinzi anouya here, kana tichakatarira mumwe?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Varume ava zvavakasvika kwaari vakati, “Johani Muombeki atituma kwamuri, achibvunza kuti, ‘Ko ndimi here uya akanzi achazouya kana kuti tomirira mumwe?’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Varume ava zvavakasvika kwaari vakati, “Johani Muombeki atituma kwamuri, achibvunza kuti, ‘Ko ndimi here uya akanzi achazouya kana kuti tomirira mumwe?’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Varume ava vakati vasvika kuna Jesu, vakati, “Johani Mubhabhatidzi akatituma kwamuri kuti tizobvunza kuti, ‘Ndimi here mainzi muchauya, kana kuti timirire mumwewo?’ ” Viz kapitola |