Online Bible

- Reklamy -




Ruka 7:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Muranda womumŋe mukuru wezana waiɗikanwa naye, wakaŋga acirwara, acitandadza.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Muranda womumwe mukuru wezana aidikanwa naye, akanga achirwara, achitandadza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Zvino mumwe mutungamiri wezana aiva nomuranda waaida chaizvo. Muranda uyu akanga achirwara; ava kutoda kufa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Zvino mumwe mutungamiri wezana aiva nomuranda waaida chaizvo. Muranda uyu akanga achirwara; ava kutoda kufa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Imomo maiva nomuranda womukuru wezana, aidiwa chose natenzi wake, akanga achirwara uye ava kuda kufa.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 7:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy