Online Bible

- Reklamy -




Ruka 7:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Johane akaɗana ʋadzidzi ʋake ʋaʋiri, akaʋatuma kunaShe neshoko rokuti: Ko ndimi iye wakaŋga acinzi unoʋuya here, kana ticakatarira mumŋe?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Johani akadana vadzidzi vake vaviri, akavatuma kuna Ishe neshoko rokuti, “Ko ndimi iye akanga achinzi anouya here, kana tichakatarira mumwe?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 akavatuma kuna Tenzi kundoti, “Ndimi mainzi muchauya here kana kuti tomirira mumwe?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 akavatuma kuna Tenzi kundoti, “Ndimi mainzi muchauya here kana kuti tomirira mumwe?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 akavatuma kuna She kuti vandobvunza kuti, “Ndimi here iye aifanira kuuya kana kuti tomirira mumwewo?”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 7:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy