Ruka 7:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ʋadzidzi ʋaJohane ʋakamuʋudza iɀoɀo ɀose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Vadzidzi vaJohani vakamuudza izvozvo zvose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Johani akaudzwa zvinhu zvose izvi navadzidzi vake, ndokudana vadzidzi vake vaviri, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Johani akaudzwa zvinhu zvose izvi navadzidzi vake, ndokudana vadzidzi vake vaviri, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Vadzidzi vaJohani vakamuudza pamusoro pezvinhu izvi zvose. Akadana vaviri vavo, Viz kapitola |