Ruka 7:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ipapo akasweɗera, akaɓata bganyanza; ʋakaŋga ʋacitakura ʋakamira. Akati: Jaya, ndinoti kwauri: Muka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Ipapo akaswedera, akabata hwanyanza; vakanga vachitakura vakamira. Akati, “Jaya, ndinoti kwauri, muka.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 ndokuswedera obata hwanyanza; vainge vakatakura chitunha ndokumira. Jesu ndokuti, “Jaya, ndinoti kwauri, muka!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 ndokuswedera obata hwanyanza; vainge vakatakura chitunha ndokumira. Jesu ndokuti, “Jaya, ndinoti kwauri, muka!” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Ipapo akaswedera pedyo akabata hwanyanza, uye vaya vakanga vakamutakura vakamira. Akati, “Jaya, ndinoti kwauri, muka!” Viz kapitola |