Ruka 7:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino Ishe wakati acimuʋona, akamunzwira tsitsi, akati kwaari: Usacema. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Zvino Ishe akati achimuona, akamunzwira tsitsi, akati kwaari, “Usachema.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Tenzi paakaona amai ava, akasiririswa navo ndokuti kwavari, “Chiregai zvenyu kuchema,” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Tenzi paakaona amai ava, akasiririswa navo ndokuti kwavari, “Chiregai zvenyu kuchema,” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ishe akati achivaona, mwoyo wake wakavanzwira tsitsi, akati kwavari, “Musachema.” Viz kapitola |