Online Bible

- Reklamy -




Ruka 6:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ɀino neimŋe saɓata wakapinda musinagoge, akadzidzisa; ɀino kwakaŋga kunomunhu ipapo wakaŋga anoruʋoko rworudyi rwakawonyana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Zvino neimwe Sabata akapinda musinagoge, akadzidzisa; zvino kwakanga kune munhu ipapo akanga anoruoko rworudyi rwakakokonyara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Zvakaitikazve kuti nerimwe Sabata Jesu akapinda musinagogu akadzidzisa, imomo maiva nomunhu akanga anoruoko rworudyi rwakakokonyara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Zvakaitikazve kuti nerimwe Sabata Jesu akapinda musinagogu akadzidzisa, imomo maiva nomunhu akanga anoruoko rworudyi rwakakokonyara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Rimwezve Sabata akapinda musinagoge uye aidzidzisa, zvino pakanga pano murume akanga ano ruoko rwake rworudyi rwakanga rwakakokonyara.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 6:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy