Online Bible

- Reklamy -




Ruka 6:47 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

47 Mumŋe nomumŋe unoʋuya kwandiri, akanzwa mashoko aŋgu, akaaita, ndicakuratidzai waakafanana naye.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

47 Mumwe nomumwe anouya kwandiri, akanzwa mashoko angu, akaaita, ndichakuratidzai waakafanana naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

47 Munhu wose anouya kwandiri, achinzwa mazwi angu, achita zvaanoreva, ndichakuratidzai kuti akaita saani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

47 Munhu wose anouya kwandiri, achinzwa mazwi angu, achita zvaanoreva, ndichakuratidzai kuti akaita saani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

47 Ndichakuratidzai zvakaita munhu anouya kwandiri anonzwa mashoko angu uye achiaita.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 6:47

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy