Ruka 6:44 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 nokuti muti mumŋe nomumŋe unozikanwa neɀiɓereko ɀawo. Nokuti ʋanhu haʋatanhi maʋonde paminzwa, kana mazambiriŋga haatanhwi parukato. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200244 nokuti muti mumwe nomumwe unozikanwa nemichero yawo. Nokuti vanhu havatanhi maonde paminzwa, kana madzambiringa haatanwi parukato. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Muti mumwe nomumwe unozivikanwa nomuchero wawo. Vanhu havatanhi maonde paminzwa kana magirepisi parukato. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona44 Muti mumwe nomumwe unozivikanwa nomuchero wawo. Vanhu havatanhi maonde paminzwa kana magirepisi parukato. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 Muti mumwe nomumwe unozivikanwa nomuchero wawo. Vanhu havangatanhi maonde kubva mumakwenzi eminzwa, kana kutanha mazambiringa kubva parukato. Viz kapitola |