Ruka 6:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Kana muciŋgoitira ɀakanaka aʋo ʋanokuitirai ɀakanaka, munokuʋoŋgwa kwakaɗiniko? Nokuti naʋatadzi ʋanoɗaro ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Kana muchingoitira zvakanaka avo vanokuitirai zvakanaka, munokuvongwa kwakadiniko? Nokuti navatadzi vanodarowo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Uye kana muchiitira zvakanaka vanokuitirai zvakanaka munokodzera chitusoi? Nokuti kunyange vatadzi vanodarowo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Uye kana muchiitira zvakanaka vanokuitirai zvakanaka munokodzera chitusoi? Nokuti kunyange vatadzi vanodarowo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Uye kana uchiita zvakanaka kuna vaya vakanaka kwauri, mubayiro wako uchagova weiko? Kunyange vatadzi vanoita izvozvo. Viz kapitola |