Online Bible

- Reklamy -




Ruka 6:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Asi munenhamo imi ʋafumi, nokuti mapiwa kunyaradzwa kwenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Asi mune nhamo imi vapfumi, nokuti mapiwa kunyaradzwa kwenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 “Asi zvichakuwanai imi vapfumi nokuti kugarika kwamunako ndikoko kwese kwamatowana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 “Asi zvichakuwanai imi vapfumi nokuti kugarika kwamunako ndikoko kwese kwamatowana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 “Asi mune nhamo imi vapfumi, nokuti makatowana kunyaradzwa kwenyu kare.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 6:24

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy