Ruka 6:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 ʋakaŋga ʋaʋuya kuzomunzwa, nokuporeswa hosha dzaʋo. Naʋakaŋga ʋacitambudzika nemŋeya yetȿina ʋakaporeswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 vakanga vauya kuzomunzwa, nokuporeswa hosha dzavo. Navakanga vachitambudzika nemweya yakan'ora vakaporeswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 vakanga vauya kuzonzwa zvaaitaura nokuporeswa matenda avo. Uye vakanga vachitambudzwa nemweya yakaipa vakaporeswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 vakanga vauya kuzonzwa zvaaitaura nokuporeswa matenda avo. Uye vakanga vachitambudzwa nemweya yakaipa vakaporeswa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 vakanga vauya kuzomunzwa uyewo kuti vazoporeswa pazvirwere zvavo. Vaya vakanga vachimanikidzwa nemweya yakaipa vakaporeswa, Viz kapitola |