Ruka 6:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 naMateo, naTomasi, naJakobo mŋanakomana waArfeo, naSimoni, wainzi Zerote; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 naMateu, naTomasi, naJakobho mwanakomana waArifeo, naSimoni, ainzi Zerote; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 tevere Mateu, naTomasi, kwouya Jemusi mwana waArifeo, naSimoni muZiroti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 tevere Mateu, naTomasi, kwouya Jemusi mwana waArifeo, naSimoni muZiroti, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Mateo, Tomasi, Jakobho mwanakomana waArifeasi, Simoni ainzi muZeroti, Viz kapitola |