Ruka 6:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino ʋakatsamŋa kwaɀo, ʋakaraŋgana ʋose kuti Jesu ʋaŋgamuitei. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Zvino vakatsamwa kwazvo, vakarangana vose kuti Jesu vangamuitei. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi ivo vakashatirwa zvikuru chaizvo vakarangana kuti vangaitei naJesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Asi ivo vakashatirwa zvikuru chaizvo vakarangana kuti vangaitei naJesu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Asi ivo vakatsamwa kwazvo vakatanga kutaurirana zvavangaita kuna Jesu. Viz kapitola |