Online Bible

- Reklamy -




Ruka 5:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ɀino, Simoni Petro wakati aciɀiʋona, akaɀiwisira pasi pamabvi aJesu, akati: Ishe, ibvai kwandiri, nokuti ndiri mutadzi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Zvino, Simoni Pita wakati achizviona, akazviwisira pasi pamabvi aJesu, akati, “Ishe, ibvai kwandiri, nokuti ndiri mutadzi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Zvino Simoni Pita akati aona izvi, akazviwisira pasi pamabvi aJesu achiti, “Tenzi, ibvai henyu kwandiri, nokuti ndiri mutadzi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Zvino Simoni Pita akati aona izvi, akazviwisira pasi pamabvi aJesu achiti, “Tenzi, ibvai henyu kwandiri, nokuti ndiri mutadzi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Simoni Petro akati achiona izvi, akawira pamabvi aJesu akati, “Ibvai kwandiri, Ishe; ndiri mutadzi!”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 5:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy