Ruka 5:38 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 asi waini itȿa inofanira kuɗirwa muhomboɗo itȿa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 asi waini itsva inofanira kudirwa muhombodo itsva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Asi waini itsva inofanira kudirwa muzvigubhu zvitsva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 Asi waini itsva inofanira kudirwa muzvigubhu zvitsva. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Kwete, waini itsva inofanira kudirwa mumaguchu amatehwe matsva. Viz kapitola |