Online Bible

- Reklamy -




Ruka 5:35 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 Asi mazuʋa acaȿika; ɀino kana cikomba cazobviswa kwaʋari, ʋacaɀinyima ɀokudya namazuʋa iwayo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

35 Asi mazuva achasvika; zvino kana muwani azobviswa kwavari, vachazvinyima zvokudya namazuva iwayo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Asi mazuva achauya avachatorerwa muwani. Pamazuva iwayo ndipo pavachazotsanya.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 Asi mazuva achauya avachatorerwa muwani. Pamazuva iwayo ndipo pavachazotsanya.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 Asi nguva ichauya apo chikomba chichabviswa kwavari; mumazuva iwayo vachatsanya.”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 5:35

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy